Nhoko Dzetsuro Yemusango.


Nhoko dzetsuro*


Batai apa ndikutaura dzemusango dziye


*Tora nhoko dzacho azvinei kuti dzakawanda sei*


Geza nadzo kani miriwese nemvura inotonhora


*Geza kamwe chete anditi*



Tora 1 nhoko pwanya pwanya isa mulotion yako yekuzora....


*Chii chichaitika?*



#NHOKO DZETSURO YEMUSANGO


Uchadiwa kwete zvekutamba

Lucky racho handitaure hangu

Mudiwa wako haarare nekukufunga

Mari idzi unoita kuramba

Pabasa unoitwa number 1